Ngundu via chiredzi nemanzwi ekutenda ishe nokurumbidza

Zita nderenyu baba, mwanakomana namweya mutsvene. Ndinodaidza zita renyu mangwanani ano baba ndichiti maita zvenyu nekundipinza mariri zuva ranhasi swerai nesu Jehovha kumabasa , mudzimba nepose patinenge tiri. Gonerai umwe neumwe ishe muzadzishe zvishuviro zvemoyo yedu. Tinosiya zvose mumbiri yenyu mambo Jesu kubva zvino kusvika nekusingaperi Amennnnn