Zimbabweans women in south africa

Makadiko anamai taona zvakakodzera kuformer group redu isu madzimai arimuno musouth africa kubatsirana pamatambudziko,angavamabasa zvakangowanda wanda askana panerimwe dambudziko ricingade veruzhinji kana kubvunza kwekt vanhu vanozofambisa mashoko .unoisa msg k